Zvakazarurwa 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavatumwa vanomwe vakanga vane ndiro nomwe akauya kwandiri akati, “Uya ndizokuratidza kurangwa kwechifeve chikuru, chinogara pamusoro pemvura zhinji.

Zvakazarurwa 17

Zvakazarurwa 17:1-10