Zvakazarurwa 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapiswa nokupisa kukuru uye vakatuka zita raMwari, iye akanga ane simba pamusoro pamatambudziko aya, asi vakaramba kutendeuka kuti vamukudze.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:5-19