Zvakazarurwa 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa mutumwa aichengeta mvura achiti:“Imi makarurama mukutonga uku,imi muripo uye makanga muripo,Mutsvene Oga, nokuti makatonga saizvozvo;

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:2-10