Zvakazarurwa 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarirai ndinouya sembavha? Akaropafadzwa uyo anogara akasvinura uye anochengeta nguo dzake, kuti arege kufamba akashama uye afukurwe zvinonyadzisa.”

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:13-21