Zvakazarurwa 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutemberi makabuda vatumwa vanomwe vana matambudziko manomwe. Vakanga vakapfeka nguo dzomucheka wakachena, unopenya uye vakamonera mabhanire egoridhe pazvipfuva zvavo.

Zvakazarurwa 15

Zvakazarurwa 15:3-8