Zvakazarurwa 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vaya vasina kuzvisvibiswa navakadzi, nokuti vakazvichenesa. Vanotevera Gwayana kwose kwarinoenda. Vakatengwa pakati pavanhu uye vakapiwa kuti vave sezvipiriso zvezvibereko zvokutanga kuna Mwari nokuGwayana.

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:1-11