Zvakazarurwa 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe mutumwa akabuda mutemberi uye akadanidzira nenzwi guru kuna iye akanga agere pagore akati, “Tora jeko rako ugokohwa, nokuti nguva yokukohwa yasvika, nokuti goho renyika raibva.”

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:12-17