Zvakazarurwa 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Nyora uti: Vakaropafadzwa vakafa vanofira muna She kubva zvino.”“Hongu,” ndizvo zvinoreva Mweya, “vachazorora pakubata kwavo kukuru, nokuti mabasa avo achavatevera.”

Zvakazarurwa 14

Zvakazarurwa 14:8-18