Zvakazarurwa 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu achifanira kupinda muutapwa,muutapwa achapinda hake.Kana munhu achifanira kuurayiwa nomunondo,nomunondo achaurayiwa hake.Apa ndipo panodikanwa kutsungirira nokutendeka kwavatsvene.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:4-17