Zvakazarurwa 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kudenga kwakava nehondo. Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, uye shato navatumwa vayo ikadzorerawo.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:4-12