Zvakazarurwa 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akapiwa mapapiro maviri egondo guru, kuitira kuti agobhururuka achienda kunzvimbo yaakanga agadzirirwa kugwenga, uko kwaaizochengetwa kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva, kusingasviki nyoka.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:4-17