Zvakazarurwa 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu upi zvake akaedza kuvakuvadza, moto unobuda mumiromo yavo ugoparadza vavengi vavo. Aya ndiwo mafiro achaita ani zvake anoda kuvakuvadza.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:2-11