Zvakazarurwa 11:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechinomwe akaridza hwamanda yake, uye kudenga kukava namanzwi makuru aiti:“Umambo hwenyika hwava umambo waIshe wedu naKristu wake,uye achatonga nokusingaperi-peri.”

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:12-19