Zvakazarurwa 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaona mumwe mutumwa ane simba achiburuka kubva kudenga. Akanga akafukidzwa mugore, nomuraravungu pamusoro pake; chiso chake chakanga chakaita sezuva, uye makumbo ake akanga akaita sembiru dzomoto.

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:1-6