Zvakazarurwa 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini Johani, hama yenyu nomufambidzani wenyu mumatambudziko, muumambo, nomukutsungirira nomwoyo murefu wedu muna Jesu, ndakanga ndiri pachitsuwa chePatimosi nokuda kweshoko raMwari uye nouchapupu hwaJesu.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:2-16