Zvakazarurwa 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaropafadzwa uyo anoverenga mashoko ouprofita uhu, uye vakaropafadzwa avo vanohunzwa uye vagochengeta pamwoyo yavo zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:1-5