Zekaria 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichabvisa ropa pamiromo yavo, kudya kusingabvumirwi pakati pamazino avo. Vaya vakasara vachava vanhu vaMwari wedu uye vachava vatungamiri muJudha, uye Ekironi achava savaJebhusi.

Zekaria 9

Zekaria 9:4-14