Zekaria 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuyevedza kwavo nokunaka kwavo kuchava kukuru sei! Zviyo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva kuti mhandara dzikure.

Zekaria 9

Zekaria 9:10-17