Zekaria 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha Wamasimba Ose achavadzivirira. Vachaparadza uye vachakunda nezvimviriri. Vachanwa vagoomba sevanwa waini; vachazara sembiya dzinoshandiswa pakusasa makona earitari.

Zekaria 9

Zekaria 9:12-17