Zekaria 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakunga Judha sendinokunga uta hwangu, uye ndichaizadza naEfuremu. Ndichamutsa vanakomana vako, iwe Zioni, kuti varwise, vanakomana vako, iwe Girisi; uye ndichakuita somunondo wemhare.

Zekaria 9

Zekaria 9:10-17