Zekaria 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichabvisa ngoro kuna Efuremu, namabhiza ehondo kuJerusarema, uye uta hwehondo huchavhuniwa. Achaparidzira ndudzi rugare. Ushe hwake huchabva kugungwa, huchisvika kugungwa uye kubva kuRwizi kusvika kumigumo yenyika.

Zekaria 9

Zekaria 9:2-15