Zekaria 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Varume navakadzi vakwegura vachagarazve mumigwagwa yeJerusarema, mumwe nomumwe aine mudonzvo muruoko nokuda kwokukwegura kwake.

Zekaria 8

Zekaria 8:1-10