Zekaria 8:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.”

Zekaria 8

Zekaria 8:14-23