Zekaria 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Sezvandakanga ndafunga kuuyisa njodzi pamusoro penyu, uye ndikasaitira madzibaba enyu tsitsi paakanditsamwisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose,

Zekaria 8

Zekaria 8:11-15