Zekaria 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mbeu ichakura zvakanaka, muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvirimwa zvayo, uye matenga achaburutsa dova rawo. Ndichapa zvinhu zvose izvi senhaka kuna vakasara vavanhu ava.

Zekaria 8

Zekaria 8:2-20