Zekaria 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva iyoyo isati yasvika kwakanga kusina munhu aishandira mubayiro kana chipfuwo. Hapana aienda kundoita basa rake norugare nokuda kwomuvengi wake, nokuti ndakanga ndarwisanisa munhu wose nomuvakidzani wake.

Zekaria 8

Zekaria 8:7-15