Zekaria 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Bvunza vanhu vose venyika uye navaprista kuti, ‘Pamakatsanya pakuchema nomwedzi wechishanu nowechinomwe kwamakore makumi manomwe akapfuura, makatsanyira ini zvechokwadi here?

Zekaria 7

Zekaria 7:1-13