Zekaria 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mabhiza ane simba paakabuda akanga achitsvaka kuti aende nomunyika yose. Uye iye akati, “Endai munyika yose!” Saka akaenda nomunyika yose.

Zekaria 6

Zekaria 6:3-12