Zekaria 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akandibvunza akati, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona rugwaro rwakapetwa rwuri kubhururuka, rwakareba makubhiti makumi maviria nokufara makubhiti gumib.”

Zekaria 5

Zekaria 5:1-7