Zekaria 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akati kwandiri, “Iri ndiro shoko raJehovha kuna Zerubhabheri: ‘Hazviitwi nehondo kana nesimba, asi nomweya wangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Zekaria 4

Zekaria 4:1-9