Zekaria 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa akati kuna avo vakanga vamire pamberi pake, “Mubvisei nguo dzake dzine tsvina.” Ipapo akati kuna Joshua, “Tarira ndabvisa chivi chako, uye ndichakupfekedza nguo dzinokosha.”

Zekaria 3

Zekaria 3:1-7