Zekaria 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndudzi zhinji dzichabatana naJehovha pazuva iro uye vachava vanhu vangu. Ndichagara pakati penyu uye muchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwamuri.

Zekaria 2

Zekaria 2:6-13