Zekaria 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Richava zuva rakasiyana namamwe, risina nguva dzousiku kana nguva dzamasikati, zuva rinozivikanwa naJehovha. Kana madekwana asvika, chiedza chichavapo.

Zekaria 14

Zekaria 14:3-14