Zekaria 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchatiza nomumupata wegomo rangu, nokuti uchasvika kuAzeri. Muchatiza sokutiza kwamakaita pakudengenyeka kwenyika pamazuva aUzia mambo weJudha. Ipapo Jehovha Mwari wangu achauya, uye navatsvene vose pamwe chete naye.

Zekaria 14

Zekaria 14:1-13