Zekaria 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vaIjipita vakasaenda uye vakasandonamatawo, havanganayirwi nemvura. Jehovha achauyisa denda pamusoro pavo, denda raanorova naro ndudzi dzisingaendi kundopemberera Mutambo waMatumba.

Zekaria 14

Zekaria 14:12-20