Zekaria 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Muka, iwe munondo, urwise mufudzi, urwise munhu ari pedyo neni!” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Rova mufudzi, makwai agopararira, uye ndichasimudza ruoko rwangu kuti rurwise madiki acho.

Zekaria 13

Zekaria 13:3-9