Zekaria 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Jehovha achaponesa misha yeJudha kutanga, kuitira kuti kukudzwa kweimba yaDhavhidhi uye nokwavagari vomuJerusarema kurege kupfuura kweJudha.

Zekaria 12

Zekaria 12:1-14