Zekaria 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vatungamiri veJudha vachati mumwoyo yavo, ‘Vanhu veJerusarema vakasimba, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ndiye Mwari wavo.’

Zekaria 12

Zekaria 12:1-9