Zekaria 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye ndichadurura mweya wenyasha nowokunyengetera paimba yaDhavhidhi uye napavagari veJerusarema. Vachatarisa kwandiri, iye wavakabaya, uye vachamuchema souya anochema mwana wake mumwe oga, uye vachachema kwazvo souya anochema mwanakomana wedangwe.

Zekaria 12

Zekaria 12:4-14