Zekaria 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndichamutsa mufudzi panyika asingazovi nehanya neakarasika, kana kutsvaka makwayana, kana kurapa akakuvadzwa, kana kufudza akasimba, asi achadya nyama yamakwai akakora uye achabvambura mahwanda awo.

Zekaria 11

Zekaria 11:15-17