Zekaria 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakatora tsvimbo yangu yainzi Nyasha ndikaivhuna, ndichiputsa sungano yandakanga ndaita nendudzi dzose.

Zekaria 11

Zekaria 11:1-14