Zekaria 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvifananidzo zvinotaura zvounyengeri, vavuki vanoona zviratidzo zvenhema. vanotaura zviroto zvenhema, vanopa varaidzo pasina. Nokudaro vanhu vanodzungaira samakwai anomanikidzwa nokuda kwokushayiwa mufudzi.

Zekaria 10

Zekaria 10:1-10