Zekaria 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachapfuura napagungwa rokutambudzika; mafungu egungwa achaderedzwa uye pakadzika pose muNairi pachapwa. Kuzvikudza kweAsiria kuchaparadzwa uye tsvimbo youshe yeIjipiti ichabviswa.

Zekaria 10

Zekaria 10:6-12