Zekaria 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wegumi nomumwe, mwedzi weShebhati, mugore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia mwanakomana waIdho.

Zekaria 1

Zekaria 1:1-10