Zekaria 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakabvunza mutumwa aitaura neni ndikati, “Zviiko izvi?” Akandipindura achiti, “Idzi inyanga dzakaparadzira Judha, Israeri neJerusarema.”

Zekaria 1

Zekaria 1:13-21