Zekaria 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi ndakatsamwira zvikuru ndudzi dzinoti dzakagarika. Ndakanga ndakatsamwa zvishoma, asi ivo vakawedzera padambudziko iri.’

Zekaria 1

Zekaria 1:11-21