Zefania 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati kuguta, ‘Zvirokwazvo uchanditya ugogamuchira kudzorwa!’ Ipapo vagari varo havangaparadzwi, kana kuranga kwangu kwose hakungauyi pariri. Asi vakanga vachine shungu dzokuita uori pakuita kwavo kwose.

Zefania 3

Zefania 3:1-17