Zefania 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Harina warinoteerera, harigamuchiri kudzorwa. Harivimbi naJehovha, hariswederi pedyo naMwari waro.

Zefania 3

Zefania 3:1-12