Zefania 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro hamungaiswi pakunyadziswa nokuda kwezvakaipa zvamakandiitira, nokuti ndichabvisa kubva muguta rino vaya vanofara mukuzvikudza kwavo. Hamungazovizve namanyawi pagomo rangu dzvene.

Zefania 3

Zefania 3:1-19