Zefania 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichava yavakasara veimba yavaJudha; vachawana mafuro ikoko. Mumadekwana vachavata pasi mudzimba dzaAshikeroni. Jehovha Mwari wavo achavachengeta; Achavadzorera pfuma yavo.

Zefania 2

Zefania 2:1-15